When i was in high school, i once wrote a love letter to my English teacher and i placed it inside my book....
Thread https://abs.twimg.com/emoji/v2/... draggable="false" alt="👇" title="Rückhand Zeigefinger nach unten" aria-label="Emoji: Rückhand Zeigefinger nach unten">
Mabooks akabva aenda for marking paya and then teacher vakaenda nemabooks kumba...
Vakati vasvika pabook rangu vakaona tsamba iya. Apa chaiitika ndechekuti class yese yaiziva kuti ndanga ndanyora tsamba because ndanga ndave netime ndichingozvitaura.....
The next day, teacher vakauya nemabooks ndobva vapa munhu wese book rake. Pandakavhura ndakaona tsamba iya isimo and then i knew kuti vanga vaverenga....
Lesson rancho hapana chandakanzwa because ndanga ndakufunga kuti but i made a mistake....
Lesson rapera vakandidana vakati ndiende navo kustaff room. Apa ndanga ndave kutya zvekurevesa because i didn& #39;t know what was going to happen....
Ndakaenda kustaff room ndichingofunga kuti mateachers ese akutoziva. My legs were shaking and i was feeling hot and cold at the same time...
Ndakasvika ndikagara pachair waiting for her to speak, uku ma classmates atevera arikuda kuona kuti chii chichaitika....
I& #39;ll finish the story after this thread gets a few likes https://abs.twimg.com/emoji/v2/... draggable="false" alt="😉" title="Zwinkerndes Gesicht" aria-label="Emoji: Zwinkerndes Gesicht">
You can follow @rml_zw.
Tip: mention @twtextapp on a Twitter thread with the keyword “unroll” to get a link to it.

Latest Threads Unrolled: