MaHubha akazoti atungidza chi demo pa NUST apo haa pakanakidza until kwauya ma Water Canon vamwe hubha vakamira kumberi kwe canon vakanzi pfa pfa tumvura vakati pamwe ma funnies vakazoivhurirwa vakatutwa vakanowira kwakadaro uko
Mu Selbourne park muya akava ma Olympics ma hubha achitiza ma police dog. Zviya zvekuti ma slay wat wat musi uyu kwanga kusina. Ndopandakaona kuti kune mhare dzema bbe, vaijamba ma durawall vamwe vaipoya razor wire.
Musi uyu kuma cells epa Bulawayo central manga makazara vapfanha vanga vangorine ma boxer shorts chete. Porisi raingopinda paden muchitamba fifa motonzi mboma one one mokandwa muchi Puma panga pasina nguva yekubatanidza.
Ipapo ndopandakaona kuti ndiri zi hero manje, ini ndakangoti tasa padivi pe road zi dhogaz re police robva rasvikondi bvanzura bvanzura bvandaramba ndaka tenser, payakazoda kusvika kuhuro yangu manje bvandavhura ziso 1 bvandaiti ndee 👁️, yabva yatiza zviya zvoita imbwa yarohwa.
You can follow @MesahTapiwa.
Tip: mention @twtextapp on a Twitter thread with the keyword “unroll” to get a link to it.

Latest Threads Unrolled: